Mabhero Ehembe

posted 1 year ago

  • Marketplace WerrazMabhero Ehembe
  • Mabhero Ehembe
    Mabhero Ehembe
    Mabhero Ehembe
  • Condition used
  • Description

  • *WERRAZ CLOTHING BALES* ????????????????????????????????????



    *Bhero harina ndoenda kubasa handikwanise kutengesa???????????,ivavo vaunoshanda navo ita Mari navo,harina ndingori _MAI JUJU_ ??????????? vanoswera pamba maneighbours ako ita Mari navo*

    Bhero ibusiness remunhu wese uyezve ibusiness rakanaka kwazvo zvikuru kana uchishanda neni *WERRAZ*???????? mabhero anobva kwazvakarewa bhero remhando yepamusorosoro.

    Bhero rinoita kuti uwane mubato wemaoko ugadzirirewo ramangwana revana rakaisvonaka.


    *Shanda nesu,we door to door deliveries mahara!!!! Hongu mahara chako taura neni panumber idzi ????0773352217 bhero rako raunoda rinosvika pamusiwo pako*
    *


    *Call or WhatsApp WERRAZ*
    *0773352217*

    Advert by Werraz